Allow Me

Ndomirira nguva yenyu baba
ndomirira nguva yenyu x3
zviome ...zviome zvindirwadze vandituke vandiseke baba ndomirira ndomorira ndoimirira nguva yenyu x3
zviome zvirwadze vandiseke ndomirira nguva yenyu vandizvidze vandikomberedze ndoimirira nguva yenyu
korus...
Hama dzindiseke vanhu vanditize ndoimirira nguva yenyu
nyika indiomere haiwa ndoimirira nguva yenyu yuyuyuyuyuyuyuyuyuyuyuaha
korus...



Credits
Writer(s): Gerald Marks, Seymour Simons
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link